Puranga

Puranga (plank or timber) zvinoreva danda rakachekwa rikavezwa richikwenenzverwa. mapuranga anoshandiswa kugadzira midziyo yakawanda yemumba uye kuvaka dzimba dzacho.

2 By 4 Clue Stick.jpg
Puranga (Ghana)

Kunyika dziri kuEurope neNorth America vanovaka dzimba dzemapuranga dzinova dzinodziya pane dzezvidhinha kunyika dzeko dzinotonhora. MuAfrica mapuranga anonyanya kushandiswa kuturika denga remba.