Zvidhinha
Zvidhinha (bricks) zvinoreva ivhu rakakanyiwa nemvura rikawumbwa muforoma richizopiswa pahovhoni nemoto kuti risimbe. Zvidhinha zvinoshandiswa kuvaka imba, nekushongedza pamba mubindu.
![](http://upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/e/e5/Industricentralen_July_2011c.jpg/220px-Industricentralen_July_2011c.jpg)
![](http://upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/a/a7/Madagascar_fabrication_de_briques.jpg/220px-Madagascar_fabrication_de_briques.jpg)
Bhaibheri rinotaridza kuti makarekare kuEgypt vakanga vave kukanya zvidhinha vachikavisa nazvo. Rinotaura mubhuku raExodus 5:7 richiti, "Musarambe muchipa vanhu huswa hwokuita zvidhinha nahwo sezvamakaita kusvikira zvino; ngavaende vanozviwunganidzira huswa vomene.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- MaZulu vanoti isitini kana izitina (Afrikaans: steen - meaning brick) kureva chidhinha.
- VaMambwe vanoti sitina (Brick) kureva chidhinha.
- VaYao vanoti chikombole (brick mould). [Va[Yao]] vanoti kugumba (v. to mould).
- VaLozi vanoti -kombola (v.t. to form bricks in a mouid) vachireva kukanya zvidhinha. Mamwe Mazwi: sikombole (n. brick-mould).