Njiva (dove) rudzi rweshiri inowanikwa muAfrica.

Njiva[1]

Mitauro yeBantuEdit

  • VaGwere vanoti njiiwa (dove) kureva njiva. VaLenje chiwa (dove) kureva njiva.
  • VaWanga vanoti opili (color striped black and brown in cow).
  • MaZulu vanoti vukutha (Coo (as wild pigeon).
  • MaZulu vanoti vukuthu (ideophone of swelling and contracting (as of bellows, chest of pigeons cooing). 2. of cooing).