Norupiri

(runangakatsva kubva kuNerupiri)

Norupiri kana Nerupiri mazita anowanikwa muZimbabwe.

Mamwe Mazwi

chinjirudza

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaBemba vanoti lupili (hill) kureva gomo.
  • VaLenje vanoti lupili (hill) kureva gomo. Mazwi anobva pane iri anoti: shipili, maluili, kapili.