Njiva
(runangakatsva kubva kuDzembe (njiva))
Njiva (dove) rudzi rweshiri inowanikwa muAfrica.
- Njiva rupinda, njiva rupiri kana chigurawasakura imhando yenjiva ine mutsipa usina bhande jena. Kudunhu reMasvingo kune nzvimbo inonzi Rupiri.
- Zvichida zita remhuri rokuti Nerupiri rinotodzana nokuti rupiri.
- Dzembe kana nzembe (Namaqua dove) ndiyo shiri iri kutaridzwa mudariro riri pasi kuruboshwe.
- Gwipa kana magwipa (Red-eyed Turtle Dove) zvichireva bvukutirwa, bvukutwa kana vhukutwa.
- Chinjiva nhondoro kana nhondoro (Emerald spotted Wood-dove).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaGwere vanoti njiiwa (dove) kureva njiva. VaLenje chiwa (dove) kureva njiva.
- VaWanga vanoti opili (color striped black and brown in cow).
- MaZulu vanoti vukutha (Coo (as wild pigeon). Taabwa vanoti lupili (n. mountain) kureva gomo.
- MaZulu vanoti vukuthu (ideophone of swelling and contracting (as of bellows, chest of pigeons cooing). 2. of cooing).