Chingwa
Chingwa (Bread in English) kudya kunobikwa neFlour kana kuti hupfu hwegorosi. Kune mhando dzakawanda dzechingwa dzinobhekwa nehupfu hwembesa dzakasiyana.
Also a Chinese girl-friend nickname.
Example:
Hey, Chinngwa! Or Hi babe...
Kukukumura (Increase in size - make to swell; rise in bulk or increase; raise as of dough) apa kureva kuita kuti chinhu chifute sezvinoita chingwa chine mbiriso.
- Kufutura (to rise as bread; to expand or unfold).
Kureurtsa Mutauro
chinjirudza- Mbiriso inokukumura chingwa: yeast increases the quantity of bread by swelling it.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaChewa vanoti nkate (bread) kureva chingwa. VaTakwane vanoti pawu (bread) kureva chingwa.
- Barotse vanoti sinkwa (loaf of bread) kureva chingwa. MaZulu vanoti isinkwa (n. bread) kureva chingwa.
- VaZigula vanoti kufutuka (to rise as dough, to swell, rising). Sokuti: Maroti yangu yafutuka (My loaves of bread rose). Kufutula (cause to rise, to make rise) vachireva kufutura.
- Nsenga vanoti mbaba (n. a loaf, bread). Mamwe mazwi: vuswa (n. bread) kureva chingwa.