Gorosi
(runangakatsva kubva kuButu)
Gorosi kana koroni (Wheat in English) idzinde rinoita mbeu dzinokuyiwa kuita hupfu hunobikwa chingwa
Butu kana mabutu (husk or bran of maize, millet or sorghum) zvinoreva gufu rembesa dzinoti mupunga, gorosi, chibage kana zvimwe zvirima zvine tsanga. Vamwe vatauri vanoti guva.
Tsumo
chinjirudza- Kuramba butu uno mukonya. One who refuses bran has something better which makes him arrogant.
Mitauro yeChiBantu
chinjirudza- MaZulu vanoti ukolo (Afrikaans: koring - Wheat) kureva koroni.
- VaVenda vanoti gurou (n. wheat. From Afrikaans: koring) vachireva koroni.
- VaGungu vanotaura izwi rokuti Nganu (Wheat).
- VaDigo Kinande neSwahili vanoti ngano (wheat) kureva witi.
- VaDigo vanoti bebe (empty shell of a gourd, husk, broken piece of calabash) kureva butu.