Gakanje (crab) imhuka inowanikwa pane mvura kungava murwizi, nyanza kana gungwa. Magakanje anodyiwa nyama kunyanya kunyika dziri kuAsia, Europe, North neSouth America.

Gakanje rinozivikanwa nekufamba rakatsveyama.

Mitauro yeBantu chinjirudza