Tarisai futi: Mwenemutapa

Mwenemutapa (Chingezi: King of the mines; owner of the mines; Chiputukezi: Monomotapa) Ushe hwaivako makare-kare hwaibatanidza matunhu ari muZimbabwe, Zambia,Mozambiki ne Chamhembe cheAfurika. Shoko reChiputukezi rekuti Monomotapa raive shanduro ye dumidzo re umambo rechiAfurika rekuti Mwenemutapa raka kumashoko maviri Mwene (zvichireva kuti Owner - rinoshandiswa kumirira Emperor, Mambo kana She), uye Mutapa (zvichireva kuti Ivhu, Mugodhi). Nguva ichienda zita iri rakazopiwa kuUmambo hwese, uye rakashandiswa kuziva nzvimbo ye Umambo hwacho pa mepu.[1]

Zita chinjirudza

  • "Owner of mines" kana "King of the mines" "prince of mines"[2]

Iro shoko rekuti Mwenemutapa harizi zita remunhu kana mutongi mumwe chete, idumidzo.

.....For those who may not be conversant with the Shona language, ‘Mwene’ means ‘owner’ as in ‘Mwene wazvo’.

‘Mutapa’ means ‘Miner’.

It comes from the word ‘matope’ which means mud or ‘mutape’ which means clay.

Both ‘mutape’ and ‘matope’ are associated with playing with mud as in alluvial gold panning.

Mutape also means molten gold or metal ancillary to the mining and smelting industry and the production of all metal products in the Kingdom, such as guns, spears, hoes, axes and various ornaments which were exported to countries overseas such as India, Portugal, China, Persia and gave rise to Great Zimbabwe as the earliest civilisation in the world only second to Egypt.....[2]

Saka, pfungwa yakatepfenyurwa nevanyori venhoroondo dze muYuropu neAfurika vanoteedza varungu sehwai, yekuti Mwene Mutapa zvinoreva kuti, ‘anoba vana’ inobva pahuori hwakadai hwaMwene Mutapa kusvika kuMwana Mutapa apo ‘Mwene’ zvichireva kuti. muridzi' anove 'Mwana' zvinoreva 'mwana' uye 'Mutapa' zvinoreva 'Master of the Forge' kana we 'mugodhi' anove 'Kidnapper' (kunhapa).[2]

Kunyepa kwakafanana kwezita reMwene Mutapa kushandurudzwa kwaro kunzi Munhumutapa zvichireva kuti vaMutapa vaisangova vapambi vevana chete, asi kuti vaiva nhapwa dzevakuru vakashanda basa rakachipa rekuvaka matombo makuru anowanikwa muUmambo hweMutapa yose. Hukuru hweZimbabwe ingori huru uye inoshambadzirwa pasi rose.[2]

Colonisation ne Nyaya ye Mwenemutapa chinjirudza

Mambo Soromoni chinjirudza

Ophir chinjirudza

Nhoroondo chinjirudza

Mitauro weBantu chinjirudza

Mwene chinjirudza

  • Chuwabo vanoti mwene (n. Chief, head) kureva Ishe. VaLenje vanoti mwame (Chief or headman of a village; free man not a slave). VaMakhuwa vanoti umwene (Chiefship) kureva hushe.
  • Kimbundu vanoti muenexi (n. sovereign; lord of the land; King. Derived from muene-ixi). Mamwe mazwi: muene-kongo (King of Kongo). Muene-putu (King of Portugal).
  • VaKongo vanoti muene-nsi (n. ruler of land, head of state). Mamwe mazwi: muene (ruler, lord, sir). VaTakwane mwene (n. Chief) kureva Ishe.
  • VaChewa vanoti umwenye (chief) kureva Ishe. VaMambwe vanoti mwene muzi (Headman) kureva sabhuku. VaTaita vanoti uzuri (chiefdom, kingdom) kureva hushe kana humambo.
  • VaGulu vanoti mweni kulima (n. a gardener) kureva murimi. Mamwe mazwi: mweni ku-tija (n. a fugitive) kureva munhu ari kutiza. Mang'anja vanoti ufumu (sovereignty, kingdom).

Mutapa chinjirudza

  • MaZulu vanoti umtapi (n. Mine owner) vachireva muridzi wemugodhi. MaZulu vanoti umtapi (Collector of honey, moulding-clay, ore, etc) vachireva mumori wehuchi.
  • MaZulu vanoti umtapo kana umthapho (Source of supply - of clay, ore, honey; mine; find) vachireva panobva rondo, utare kana huchi.

Mamwe mapeji ekutarisa chinjirudza

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. https://en.wikisource.org/wiki/Catholic_Encyclopedia_(1913)/Monomotapa
  2. 2.0 2.1 2.2 2.3 https://web.archive.org/web/20211030141432/https://www.thepatriot.co.zw/old_posts/the-hidden-history-behind-the-name-mwene-mutapa/