Kurangana
(Redirected from Chirangano)
Kurangana (Scheming, plotting, planning, confer) zvinoreva kuisa musoro pamwe vanhu vachironga kuti voita sei basa riripo rinoda kuitwa.
TsikaEdit
- Akaimba muimbi achiti - Sharai usaputsa chirangano chedu.
Mitauro yeBantuEdit
- VaYao vanoti Chilangano (an agreement) vachireva chirangano.
- VaYao vanoti kuleka chilangano (to break an agreement) vachireva kuputsa chirangano.
- VaChewa vanoti malango (counsel, wisdom).