C
C ibhii rechitatu muduramazwi. Rinonbva kuBumbiro reMabhii reChiratini, rakabva kuBumbiro reMabhii eChigiriki, uye rinoshandiswa wo mukunyora mumitauro zhinji pasirose, asi harishandiswe muChishona shona pacharo.
|
Kumitauro yakasiyana senge mitauro yemuAfurika rinoshandiswa sebhii rekudzvanya. KuChivanhu rinowanikwa ku Chindau ne mitauronyina ye Chikaranga.
Mashandisirwo a-C
chinjirudza- Chindau - n'cono, gcina
- Chikaranga - muzvcazi, chisvcamba