Ibhii rechipiri muBumbiro reMabhi eChiratini

Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi eChishona a /B/
senge: Chindeḅele
Bg Bgw
Bh Bhw (Bw)
Bw Bv Bvw

B (kana b) ndiro bhii rechipiri mumabhi eChiratini ne Chikriri, uyo rinoshandiswa wo mukunyora Chishona chanhasi, asi muChishona rinodanwa zvakasiyana nemuChirungu, nekuti ibhii riri implosive. Bhii rekuti B rakabva kuChigiriki.

Pane bhii riri kushandiswa kuyeutsidza vanhu kusiyana kwa /B/ weChindeḅele kana Chikalanga /B/ weChivanhu, kana Chizulu.

Mashandisirwo a-B chinjirudza

  • Mumhanzi B chinyorwa.
  • Mukurapa, B nderimwe remhando reropa
  • Mu Chemushonga, B mucherechedzo wechinhu cheBhoroni
  • B bhurendi yehambautare yepasirose inobva kuBherujyamu

Mazwi eChishona ane-B chinjirudza

 
B ane hook ndiye B weChishona, ari implosive.

Mabhi eChishona chinjirudza

tarisai futi Chishona, uye Bumbiro reMabhi eChishona