Ch (ridoko "ch") ibhii kana nzvanyira reChishona riri muchikamu chezvinzvanyira zveuhefuro. Mubumbiro remabhii eChiratini rinowumbwa nokusanganisa riCa na Ha.

Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi anoshandiswa arimuraya ra /Ch/
Mumitauro ye Chivanhu:
Chh Chw

Kunyangwe riri rouhefuro rinokwanisa kuwedzerwa mumwe Ha, kusika Chha.