A
|
A (sokutaurwa ringanzi 'arh' pachidoko "a") ibhii reChiratini rinowanikwa mumabumbiro emabhi mazhinji pasirose zvichisanganisa Chishona. MuChishona zvinzvovera zvinotevera zvinzvanyira zvose, pane dzimwenguva dzinobviswa zvinzvovera shoko richiramba richinzwisisika pakunyora. Pamusoro pezvo, pakunyora chisleng'i[C 1] panemamwe mashoko anonyorwa asina zvinzvovera, kasi kunyangwe zvakadaro [ A ] harisi bhii rinobvisika.
Mashandisirwo a-A
chinjirudzatarisai futi Chishona, uye Bumbiro reMabhi eChishona
KuChivanhu [A] inzvovera, chisazita uye rinoshandiswa sechiremekeso.
Sesazitasingwi panoshandurwa 'Iye' anonyorwa sa 'A-' (kana Wa zvichienderana neChishona chirikutaurwa)
Sechiremekeso [ A-] anoshandiswa sechiiswashure pazita remunhu arikutaurwa nezvake, chipfupiso cha [Va-] kana [Wa-]. Semuenzaniso, rinogonakuiswa kumashure kwedumidzo remunhu wacho senge ababa, atete; uye rinogona kuiswa kumashure kwezita senga aMariya, aFarai.
Chirevo:
chinjirudza- ↑ slang., kureva sleng'i kana chisleng'i paChishona
Mabviro eruzivo
chinjirudza- ↑ Q ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Q parizvino.
- ↑ Nc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nc parizvino.
- ↑ Nx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nx parizvino.
- ↑ Nq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nq parizvino.
- ↑ Gc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gc parizvino.
- ↑ Gq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gq parizvino.
- ↑ N'c (rinowanikwa kuChinguni sa Ngc) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'c parizvino.
- ↑ N'x (rinowanikwa kuChinguni saNgx) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'x parizvino.
- ↑ N'q (rinowanikwa kuChinguni saNgq) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'q parizvino.
- ↑ Gx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gx parizvino.
- ↑ Qx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Qx parizvino.