D
Ibhii rechina mubumbiro re mabhi eChiratini. Tarisai futi peji ra Dh
|
D (kana "d") ibhii rinowanikwa mumabhi eChiratini ne Chikriri uyo rinoshandiswa wo mukunyora Chishona chanhasi, asi muChishona rinodanwa zvakasiyana nemuChirungu, nekuti ibhii riri impulosivhi uye rinonzwika senge riri kudzvanywa futi. Bhii rekuti D rakabva kuChigiriki.
Mashandisirwo aDChinjirudza
- Mumhanzi D inoti.
- Kune hambautare D mhando yemotokari kubva kuJemeni .
- Pakati penumeri dze Chiroma D ndi500
- Muzvikoro zvemunyika dzakasiyana-siyana D inoshandiswa kumakisa mabasa evadzidzi.
- Mumiyedzo yepasi rose yakamisikidzwa "d" chiratidzo cheanofa (zuva)
Mazwi eChishona ane-DChinjirudza
D ane hook ndiye D weChishona, ari implosive. Uyezve D anonzwika senge ariku dzvanywa kuvamwe.
Mabhi eChishonaChinjirudza
tarisai futi Chishona, uye Bumbiro reMabhi eChishona