J (kana "j") i bhii rinibva kubumbiro remabhii eChiratini rinoshandiswa mukunyorwa mitauro zhinji pasirose richiereketwa zvakasiyana. Rinowanikwa mubumbiro remabhii eChivanhu.

Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi eChivanhu a /J/
Jh Jw
Mabhii matsva
Jy

Mashandisirwo anoitwa J

chinjirudza

Muchirungu fonororoji ya J inoshandiswa kutaura mazwi ari pazasi

Mabhi eChishona

chinjirudza

tarisai futi Chishona, uye Bumbiro reMabhi eChishona