Tarisai futi peji re: Mashoko eChishona akabva kumumwe mitauro

Maduramazwi akarongwa mubakwa

Duramahwi (ku Chingezi: Dictionary; Chindevere: Isichazamazwi) Duramaswi kana Duramazwi: Chinyogwa chinounganidza mahwi kana kuti mazwi ese emutauro, senge mutauro wedu weChishona. Duramahwi rinodudzira zvese zvinoreva ihwi/inzvi rimwe nerimwe, chichibetsera avo vanosangana nemahwi avasingazivi zvaanoreva kana manyorego awo kuti vadzidze izvi.

Pamusoro pezvo, pakazhinji mazwi anowanikwa mukati meduramazwi anowanzo nyorwa achiteera bumbiro remabhi, kubva kuna A kuzvika kuna Z, zvichienderana nebumbiro remabhi reChishona.

A chinjirudza

Duramazwi anotang na A
Chishona Tsananguro Izwifanana
A- aihwa; uye izwi rinoshandiswa munhu kana ashamiswa. Senge A! Handiba.

rinoshandiswa panoshandurwa iye; senge Aenda kupi?

-AKA kuvaka; kanhu aka;

Akaita

Waka; Vaka

Akaenda nenzira.

AKO

-AKO

kanhu ako

zvako

ichi ndechako
AMAI kureva mhamha, mai
-AMBANA kurwa (nemumwe); to quarrel pamwe, kurambana?
-AMBUKA to cross over (a river)
-AMBURA to dig (ground nuts etc.)
-AMWA

AN'WA

to suck; to suckle
-AMURA to yawn
-ANDIRA to sit on (eggs); to incubate
ANI who
-ANIKA to put to dry (out in the sun)
-ANO

ANO

these days; these ones

he/she does

-ANGU mine
APA here
APO chinhu chiri kunzvimbo iri kumwe, isiri padhuze. c
-ASHIRA kugamuchira (kugashira); kubvuma Gashira
ASI but

also used for shock effec

Ndaenda asi pakanga pasina munhu.

Asi haana kuuya.

-ATA sleep; to lie down Aenda kuno vata.
AVA them
-AVO

AVO

theirs

them (usually far)

AYA these ones (objects); these things
AYO those things; those (objects)

hh

B chinjirudza

Duramazwi anotanga na - B
Chishona Tsananguro Izwifanana
BA

BA-

used as an emphasise negative feelings

baba; baba wa-

-BA rindoshandiswa kuba
BABA father Bambo; dhedhi
BABAMA to flap wings; flying
BADZA a hoe; a plough
BAKO a cave or cleft among rocks;
BAKWA a place for firewood; woodpile
BAMBO father Baba; dhedhi
BANDA to throb; to pain; ache Rwadza
BADADZI slave; servant Muranda
BANDAKADZI female servant; female slave
BANDAUKO should or fore-leg (yeBeast)
BANDE bark, peel, fish scale Gwande; Gwati
BANDU enemy Muvengi
BANI wide; level land between hills; open level veld
BANZA hope Tariro
BANZE the meeting-place of men in a village Dare
BANZURA to split; cut; lengthways
-BADZURA a splinter Banzu
BANGA knife mhesvi; mesa; munondo
BANGANO a cunning plan; plot; scheme (scheming) zano
BANGO horizontal crossbeam in a house-roof; uprights of walls; pole for construction; pole
BANGURA canine tooth zino; mbangura; mbangu
BAPE

BAPE

flat sheet; flat piece; also band or cloth or beads worn on foreheads by women
BAPIRO wing Papiro
BAPU lung
-BARA

BARA

to bear (offspring; fruit); to bud

a cartridge; bullet

-BARIKABARIKA to fly off (sparks); to send sparks flying off -pupuruka

-barika

BARIKIRA a spark sasaradzi; sase; bari; tsatsi
-BARURA to tears; rip Parura; Bvarura
BARUKA be torn
BASA work; job; employment Kushanda
BASI only; enough; one person only chete; bedzi
BATA a duck sekwe; shambira; sambira
-BATA to hold; to seize; to be firm; catch; strong
BATANIDZA to join to together;
BATSIRA to help; land a hand -betsera; -batsa; -detsa; detsera;
BATWA be held; be caught;
-BAYA stab; gore; pierce; prick
-BAYIRA to fasten (with a pin) etc.; stick into; to kill for; to sacrifice to
BAZI branch nhawani
BECHE pudendum muliebre mheche
-BEKA belch dzvova; -beya; -geya
BEMBVU lunatic; madman mupengo
BEMHE donkey mbongoro; mubemhe
BENDE a broken pot; nick (as in rim of pot); space between two teeth
BENYU alive; to have life penyu; mupenyu; mhenyu
BENZI fool; idiot; (almost) lunatic -penga; bembvu
BENGO a lunatic
BERE hyaena tika; magondo; chipere; bongo
BEREKA to bear (offspring; fruit); to carry on back (eg. kubereka mwana kumusana) mbereko; -zvara; -pona; -bara
BERERE verandah
BESA cold in the head; sickness Besha; dzibwa; dzihwa
-BESA to make and light a fire -vesa; -batidza
BESHA cold in the head; sickness;
BESU tail (of bird or fish) mupefu; musuka; chisuka; muswe; mupesu; musuka
BETE cockroach
BETO dew dova; veta
-BETSA to help; helping Batsira; betsera; betsa;
BIDI magic; any unusual thing pipi
-BIDZA to take over a river -bira
-BIKA cook; to boil
BIKIRO the cooking-place; a big snuff-box
BIMHA reed-buck
-BIMIDZA to beat (with fist); Bi; -bititsa; -bititisa
BINDEPINDE a stout rope; a row of people holding hands tambo
BINGA a forest; king's enclosure in his own village dondo
BIRA a big beer dance; a feast to celebrate family spirits
-BIRA (1) to cross over (a river);

(2) to steal from someone

-bidza; -ambuka; -namata
-BIRATU to fast for at least one day
BIRIPIRI measles gwirikwiti
BIRIRA waterfall bopomo
BIRIRI bank (of stream) hombekombe
BISWA a stage in beer-making mhanga
BITI (sweet) bear
-BITIRIRWA to be choked in water; to drown kunyura
BITIRISA to choke
BITITISA to beat (with feast) Bititsa; bimidza
BIYA a frying-pan hangiro
BIZA cloth jira
BODO no; not at all bwodo; maya; kwete; hai; tai; sva; haiwa; aihwa; ai
BOFU blind person or animal; blindness -pofumara; pofu
BOMHO grassy plain; treeless veld bani; sango
BONDE a mat of split reeds; to have sexual intercourse (kusvira) rukukwe; rutsekete; rupasa; tsapata
-BONDOKOTA to sit cross-legged; to sit with legs under one -kugara rusero
BONJE abscess; boil; wound mota; chironda
BONGA wild cat mangowe; mangowi
BONGO hyaena bere
-BOORA to pierce; to rip; to make a hole bovora
BOPE a quarrel; disturbance; noise
-BOPERA to tie up; to inspan (oxen)
BOPOMO waterfall bopomo
-BOPOTA to make noise; to complain; to shout popota; nwauta; nwaudza
BOPOTO a noise; clamour; disturbance ruzha; hope; bopota
BOROSA a pocket homwe; hombodo
BOSHO bad marksmanship; a great danger; narrow escape
BOTA gruel; thin porridge (re vana) sadza
BOTE stout rope; unplaited bark
-BOYIRA to wink; to blink; to twinkle bwaira (bgaira);
-BOZA

-BOZHA

to pick up (by chance); to find kuwana; -bozha
-BUDA to come out' be well; come up (seeds) -budisa; kumera (seeds); budiswa
BUDZI a kind of marrow or pumpkin nhanga
BUKA a fit; (fainting)
BUMA a swarm (of bees); a bunch; cluster bumbira
BUMARUTSVA early rains Gukurahundi; Hukurahundi
-BUMATA to close the mouth bumira
BUMBIRA a swarm or cluster of bees buma
BUMHE beer (sweet) doro; beto
-BUMIRA to close the mouth; close lips -bumata; vumira; -fumbira; -fungira
BUMU forelock; tuft left on top of head vhudzi
-BUMUDZA to rest; make to halt for rest on a journey bumudzo; -pumuza
BUMUDZO resting place guva; rinda
BUNDO weed; grassy land tsora; chitse; shakura
BUNDU lump; hump nyugwa; nutwa; nundu; chipundu
-BUNDUKUTA to roll on ground (as mules do) -vurukuta
BUNHA a young girl (about 12yrs old) kapunha; musikana
BUNO tomato domasi; guzungu; gukuzumbu;
BUNUMUNU naked person Bunyumunyu; mupunu
BUNGU a forest dondo; guri
BUNGWA a salt-bearing reed from whose ashes a native salt is made mutomba; mubungwe; mutsvangidze
BUPIRA a swarm of insects; abundance of flying insects Buma
-BURA to take from the fire; to dish up (food); to take honey or eggs (from hive or nest)
BURA sweet potato mbambaira
BURI family mhuri; buri
BURI hole
-BURIKA to come out -burikira; burikidza; -buritsa; -buritsira; -buritsisa; -buritswa
-BURIRA hence; to feed another; to bring up someone else's child bura;
-BURITSA to take out; drive out -buritsira; -buritswa; -buritsisa; -burika
-BURUKA to come down; descend -burusa; -burutsa; -burukira; dzika
-BURUTSA to cause some to come down; to take down -burusa; -turura
BUTE mist; a swarm of locusts mhute; mphute
BUTI a grain of pop-corn mabutiputi
BUTIRO covering; wrapper; banana bud; book-jacket; thin skin inside of an eggshell bvuwo; musari
BUTU a bran (of grain stamped of milled) fuva
BUVE poisonouse hairy spider
BUWA sleeping but for unmarried boys or girls imba
BUWE stone ibwe (ibge)

BH chinjirudza

Duramazwi anotang ana BH
Chishona Tsananguro Izwifanana
BHACHI a coat
BHADHARA pay; to pay -ripa
BHADHARO a fine; payment
BHADHARISA cause to pay; to fine
BHAHARI sea gungwa (ocean); nyanza (lake) dziva (pool);
BHANDE belt; band
BHANHIRE a skin belt with pouches for arrows Goba
BHABHATIDZA baptise; to baptise Bhapatidza; rubhabhatidzo
-BHARA to write
-BHARA CHIBHARO to pay a tax
BHARIRA to enrol; write to or for CHIBHARO
BHAWARAKI RAKABVA KU CHIARABHU

chemical element boron

bhoroni
BHIMI ngi
BHINDA
-BHISA remove; take away bvisa
BHIZA horse Hachi
BHIZAUTARE bicycle
BHIZIMUSI business BHIZIMISI
BHO okay; good; well
BHODYERA bottle Bhodhoro
BHONI iris mboni
BHONDANA dhebana
BHONGOZHORA thud
BHOKISI box chikwembe
BHUMI wolf; an animal belonging to canidae bhumhi
BHORA ball nabvu; mbungo; mupira; homa; chimburumbwa
BHURURUKA fly Pururuka; pupuruka
BHURUVARA dwindle
BHUTAWU button ndoro; konopo
BHUVHURA perforate
BHUYA converse kurukura


BHW (bw)/BG chinjirudza

Mazwi anotanga na BW/BG
Ibhi rekuti bw kana kuti bg rinowanzo shandiswa muChikaranga, asi muChizezuru rinoshandiswa sa hw.
Chishona Tsananguro Izwifanana
BGABGA

BWABWA

beer (strong) HWAHWA

doro

-BWADZIRA

(BGADZIRA)

to be on edge (of teeth) HWADZIRA; -vaneuziza
-BWAIRA

(BGAIRA)

to wink; to blink; twinkle boyira; -chenya
BWANYANZA

(BGANYANZA)

a bier uchanja
BWANGA

(BGANGA)

native medicine used as charms; anaesthetics; poison; HWANGA
BWASHA

(BGASHA)

breadth HWASHA; upami
-BWATA

(BGATA)

to squat (for concealment) -sunzumara
BWATO

(BGATO)

a canoe; dug-out HWATO; mwadia; chikepe; gwa; igwa; ngarawa
BWAZVO

(BGAZVO)

bait (for fishing) HWAMBO; HWAZVO; HWAZO
BWE

(BGE)

stone ibwe; chibwe
BWEMA

(BGEMA)

odour; scent HWEMA
BWENDEDZO

(BGENDEDZO)

pretence; a bait HWENDEDZO
BWENJE

(BGENJE)

deep pond HWENJE
BWENZE

(BGENZE)

the back of the shoulders HWENZE
BWEREKETA

(BGEREKETA)

to speak Hwereketa; reketa; taura; -reva
BWERENGEDZA

(BGERENGEDZA)

to add together; to mix HWERENGEDZA; -werengedza
BWEVE

(BGEVE)

side (yemhuka) HWEVE; rutivi
-BWIBWINYA

(BGIBGINYA)

to shine; to glitter; glisten Bwibwi (bgibgi); hwihwi; hwihwinya
BWINGURA

(BGINGURA)

to shave clean Bwingu; -veura; -hwira
-BWIRA

(BGIRA)

to eat by throwing (small) food pieces into the mouth -HWIRA
BWIRAZUVA

(BGIRAZUVA)

a ray of sun; sunbeam maranzi; museve; muzhwari
BWIRIDZA

(BGIRIDZA)

to return, give back Hwirira
BWIRO

(BGIRO)

a grave guva
BWIZANA

(BGIZANA)

mwana we hwai hwayana; hwaiyana; nyenye; kahwai
BWONI

(BGONI)

on purpose; purposely nobwoni (nobgoni); namambune; namavune
BWOWA; BWOA

(BGOWA; BGOA)

mushroom howa; hohwa
BWUNO

(BGUNO)

of-

rinoshandiswa sezvinoita 'huno/hwuno' enz. 'huchi bwuno'

HWUNO; Huno
BWURUDZURA

(BGURUDZURA)

to repeat, do over again (an action) hwiridzira
BWUYA of-

rinoshandiswa sezvinoita huya/hwuya, 'huchi hwuya/bwuy'

hwuya, huya

BV chinjirudza

Mazwi anotanga na Bv
Chishona Tsananguro Izwifanana
-BVA to com from; to move away, come out; to start from, begin -bvisa; -bvira
BVA but asi
-BVARURA to to be tear; rip parura; barura
BVENE a baboon gudo
BVI knee ibvi
-BVIDZA to be able -bvira; -gona; -kwanisa
-BVIKA; -BVIKIDZA to be possible bvikidza; -goneka; -kwanisika
-BVINZA to leak -vhinza; -donha; -dzudza
-BVIRA to be possible
BVISA remove; to take away,
BVOVORA to bore;
BVUA to paddle (canoe)
BVUBVUMARA to sit huddled up (se mu-stranger suppliant arikumirira notice) bvuwara
BVUDZI hair VHUDZI
-BVUKA to divine; guess; divination -vuka; bvukisira
BVUKISIRA to guess
BVUMA to agree; assent; acknowledge -bvumira; -bvumirana; -bvumisa; -bvumidza
BVUMBI puff-adder mvumbi
-BVUMBUKA to be worn; be easily torn

chw chinjirudza

CHK chinjirudza

== CHW ==Chwanya

== tyu

Mazwi anotanga na W
Chishona Chingezi Enzano Mamwe mazita
Wedza milking vessels