Kupenga

Kupenga (being mad) zvinoreva kutayika pfungwa.

Mamwe MazwiEdit

TsumoEdit

  • Unodembwa ndewanyengerwa kamwe, wanyengerwa kaviri ibenzi.
  • Benzi bvunza rakanaka. An inquiring fool is a good one.

Kuumba MazwiEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • Lenje inoti penga (be distressed, depressed, suffer pain or sorrow). Zigula inoti uhezi (foolishness; folly; ignorance).
  • Herero inoti vera (insane) kureva kupenga. VaHerero inoti oku-vera (insanity, madness, crazy) vachireva kupenga. Tonga inoti ciyanga (n. fool) kureva rema.
  • Lunyoro inoti mugwagwa (a foolish half-witted person) vachireva rema. VaNyoro inoti ekipungu (n. idiot) kureva rema.
  • Lozi inoti -tanya (v.i. to show signs of ill, to be completely insane) - zvichida rinotodzana nokuti kutwanya? Bobangi inoti lingai (frenzy, insanity, lunacy).
  • IsiZulu inoti umalukobo (n. madness) vachireva kupenga. Bavili inoti bulawu (n. craziness). Lomwe inoti misala (n. madness).