Kupenga
(runangakatsva kubva kuBemvu)
Kupenga (being mad) zvinoreva kutayika pfungwa.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Bemvu, bengo kana mupengo (a madman, a lunatic) zvichireva munhu anopenga.
- Kupengereka (v. to go about in a mad state).
Tsumo
chinjirudza- Unodembwa ndewanyengerwa kamwe, wanyengerwa kaviri ibenzi.
- Benzi bvunza rakanaka. An inquiring fool is a good one.
Kuumba Mazwi
chinjirudza- Mutendapfungwa kana mudendapfungwa (Psychopath) apa kureva munhu anorwara nepfungwa.
- Nhendapfungwa kana Matendapfungwa (Psychopaths).
- Nhendanzanga kana Matendanzanga (sociopaths).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Lenje inoti penga (be distressed, depressed, suffer pain or sorrow). Zigula inoti uhezi (foolishness; folly; ignorance).
- Herero inoti vera (insane) kureva kupenga. VaHerero inoti oku-vera (insanity, madness, crazy) vachireva kupenga.
- Tonga inoti ciyanga (n. fool) kureva rema. ChiNembe inoti penge (be bent or leaning; oblique; in a sideways direction).
- Lunyoro inoti mugwagwa (a foolish half-witted person) vachireva rema. VaNyoro inoti ekipungu (n. idiot) kureva rema.
- Lozi inoti -tanya (v.i. to show signs of ill, to be completely insane) - zvichida rinotodzana nokuti kutwanya? Bobangi inoti lingai (frenzy, insanity, lunacy).
- IsiZulu inoti umalukobo (n. madness) vachireva kupenga. Bavili inoti bulawu (n. craziness). Lomwe inoti misala (n. madness).