Bofu (blind person) munhu ane maziso asingaone.

  • Bofu harimemi hunza: a blind person does inspect a game pit.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaSwahili vanoti upofu (blindness) kureva hupofu. VaTsonga vanoti bofu (blind person) kureva bofu.
  • VaBemba vanoti ubupofu (blindness) kureva hupofu. Mamwe mazwi: imfpofu (blind person) kureva bofu.
  • VaKongo vanoti mpofo (blind person) vachireva bofu. VaWanga vanoti omubofu (blind person) kureva bofu.
  • Barotse vanoti bubofu (n. blindness, ignorance) vachireva hupofu. Sangho vanoti ziba (n. blindness) kureva [[hupofu].