Tsonga
(Redirected from VaTsonga)
Tsonga, Xitsonga kana Ronga rurimi runotaurwa munyika yeMozambique.
- VaTsonga vanoti mbyana (Dog) kureva imwa.
- VaTsonga vanoti nguluve kana Honci (Pig) kureva nguruve.
- VaTsonga vanoti mbhongholo (Donkey) kureva mbongoro.
- VaTsonga vanoti hanci (Horse) kureva hachi kana bhiza.
- VaTsonga vanoti mbuti (Goat) kureva mbudzi.
- VaTsonga vanoti sekwa (Duck) kureva dhadha. MuHarare mune musha unonzi Dzivarasekwa.
- VaTsonga vanoti huku (Chicken) kureva huku.
- VaTsonga vanoti galankulu (Turkey) kureva ngarikuni
- VaTsonga vanoti nghala (lion) kureva shumba
- VaTsonga vanoti Ndlopfu (elephant) kureva nzou
- VaTsonga vanoti Yinghwe (Tiger).
- VaTsonga vanoti Nyarhi (buffalo) kureva nyati.
- VaTsonga vanoti Mhala (impala) kureva mhara.
- VaTsonga vanoti Mpfundla (hare) kureva tsuro.
- VaTsonga vanoti Mangwa (zebra) kureva mbizi.
- VaTsonga vanoti Mfenhe (baboon) kureva bveni
- VaTsonga vanoti Mhisi (hyena) kureva bere.
- VaTsonga vanoti Mhungbye (Jackal) kureva gava.
NhambaEdit
- VaTsonga vanoti N’we (One) kureva chimwe.
- VaTsonga vanoti Mbirhi (two) kureva mbiri.
- VaTsonga vanoti Nharhu (two) kureva nhatu.
- VaTsonga vanoti Mune (four) kureva ina.
- VaTsonga vanoti Ntlhanu (five) kureva shanu.
- VaTsonga vanoti Ntsevu (six) kureva nhanhatu.
- VaTsonga vanoti Nkombo (Seven) kureva sere.
- VaTsonga vanoti Nhungu (Eight) kureva nomwe.
- VaTsonga vanoti Nkaye (Nine) kureva pfumbamwe.
- VaTsonga vanoti Khume (Nine) kureva gumi.
MuvaraEdit
- VaTsonga vanoti ntima (n. black) kureva hutema.
- VaTsonga vanoti basa (n. white) kureva huchena.
- VaTsonga vanoti wasi (n. blue).
- VaTsonga vanoti rihlaza (n. green).
- VaTsonga vanoti xitshopana (n. yellow).
- VaTsonga vanoti nsuku (n. gold).
- VaTsonga vanoti lamula (n. orange).
- VaTsonga vanoti tshukwa (n. red) kureva hutsvuku.
- VaTsonga vanoti ribungwa (n. brown).