Nyamavhuvhu

Mwedzi | Ndira | Kukadzi | Kurume | Kubvumbi | Chivabvu  | Chikumi | Chikunguru | Nyamavhuvhu | Gunyana | Gumiguru | Mbudzi | Zvita | Gore

Nyamavhuvhu (Chirungu: August) mwedzi wesere.

<< Nyamavhuvhu >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2 3 4 5 6 7
8 9 10 11 12 13 14
15 16 17 18 19 20 21
22 23 24 25 26 27 28
29 30 31
2021
Karenda yaNyamavhuvhu mu2021

Vambo rezitaEdit

Mhepo inovhuvhuta zvine simba ('mhepo inovhuvhuta'), apo mhuri dzinopedzisa kuchengeta zvirimwa kubva pakukohwa. Munguva dzazvino uno, vanhu vanotora mukana wenguva ino kuita tsika dzakadai sa'kurova makuva '.[1]

MwakaEdit

Tsika dzevanhuEdit

Mabviro eruzivoEdit

  1. https://zimboriginal.com/shona-names-of-months/#March