Chikunguru

<< Chikunguru >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2 3
4 5 6 7 8 9 10
11 12 13 14 15 16 17
18 19 20 21 22 23 24
25 26 27 28 29 30 31

Chikunguru (kureva Jurayi; Julayi paChishongrish) kana Kunguru mwedzi wechinomwe wegore (pakati paChikumi naNyamavhuvhu). Inotumidzwa zita remuchero weNhunguru wemusango kubva mumuti wemunhunguru. Hutsvuku hwayo, hunopindirana nemavara emakwenzi anotunga musasa nemiti yemutondo inosimbisa uyu muvara wakakura mumwedzi waChikunguru.[1]

Zimbamwe munguva yemwedzi waChikunguru

Zvirimwa zvaoma uye zvakagadzirirwa kuchengetwa mumatura akasunga mhepo-akasimudzwa nematombo anonzi 'matura'. Mhepo yaChikunguru, ine simba rinokwana kubvisa ('kungurutsa') zvigadzirwa zvemwenje zvakaita semashizha akaoma, inobatsira winnow ('urutsa') zviyo. Kuurutsa kunobvisa hundi nezvimwe zvisaririra zvisingadiwe, zvisati zvachengeterwa.[2]

Tsika dzevanhuEdit

RuambanyeredziEdit

 
Rubhi dombo rakakosha remwedzi waChikunguru

Muruambanyeredzi Chikunguru ine masaini ezodhiyaki maviri

Dombo rakakosha remwedzi waChikunguru rinonzi:

Mabviro eruzivoEdit

  1. http://www.zambuko.com/mbirapage/shona_imports/pages/calendar_months.html Yakatariswa: 25 Chikumi 2021
  2. https://zimboriginal.com/shona-names-of-months/#September Yakatariswa 25 Chikumi 2021