Pfumbamwe

Pfumbamwe (Nine) inhamba inotevera sere, iyo ichizoteverwa nagumi. Pfumbamwe ndiyo nhamba yeminwe inosara kana munhu apfumba munwe mumwe kubva paminwe gumi yezvanza zviviri.

9

Mitauro yeBantuEdit