Gumi inhamba inoenderana nehuwandu hweminwe iri pamaoko ari maviri emunhu. Mhamba iyi inotevera pfumbamwe.

10

Kare pakuverenga mari mashereni gumi ainzi mbofana kana kuti chumi.

TsikaEdit

  • Mamwe maKristu vanobisa chegumi kuKereke dzavo pane mari yose vanenge vatambira kana goho ravanenge vakohwa kuminda.

Mitauto yeBantuEdit