Chikwanyama

(runangakatsva kubva kuVaKwanyama)

Kwanyama mutauro weBantu unowanikwa kuAngola neNamibia.

Mazwi Anotodza Shona chinjirudza

  • Oshikwanyama inoti omulongo (n. ten) kureva gumi. Kwanyama inoti mbali (n. two) kureva mbiri.
  • Kwanyama inoti lya (v. eat) kureva kudya. Mamwe mazwi: eta (bring) kureva kuunza.
  • Kwanyama inoti nwa (v. drink) kureva kunwa. Kwanyama inoti vela kana vele (sick, in pain).
  • Kwanyama inoti tala (v. look) kureva kutarisa. Kwanyama inoti talela (v. observe) kureva kutarira.
  • Kwanyama inoti omunhu (n. person) kureva munhu. Kwanyama inoti ombwa (n. dog) kureva imbwa.
  • Kwanyama inoti omakunde (n. beans) kureva makunde.
  • Kwanyama inoti omundilo (n. fire) kureva moto.
  • Kwanyama inoti nyoko (n. your mother). Mamwe mazwi: tate (n. father) kureva baba.
  • Kwanyama inoti omumwanyoko (n. your sibling) kureva mwananyina.
  • Kwanyama inoti tatekulu (n. grandfather) kureva tateguru.
  • Kwanyama inoti omunini (n. younger person than you). Kwanyama inoti omukulunhu (n. older person).
  • Kwanyama inoti oimaliwa (n. money) kureva mari.
  • Kwanyama inoti oimaliwa ikukutu (n. coin money) kureva mari yesimbi.
  • Kwanyama inoti oimaliwa yomafo (n. bills) kureva mari yebepa.
  • Kwanyama inoti oikombo (n. goat) kureva mbudzi.
  • Kwanyama inoti kokule (far) kureva kure. Kwanyama inoti odolopa (n. town) kureva dhorobha.
  • Kwanyama inoti ondjila (n. path) kureva nzira.
  • Kwanyama inoti kolumosho (n. left hand) kureva kuruboshwe. Kwanyama inoti kolulyo (n. right hand) kureva kurudyi.
  • Kwanyama inoti uya (v. come) kureva huya. Kwanyama inoti omesho (n. eyes) kureva meso.
  • Kwanyama inoti amaoko (n. hands) kureva mawoko. Kwanyama inoti ominwe (n. toes, fingers) kureva minwe.
  • Kwanyama inoti omiti (n. medicine) kureva muti.
  • Kwanyama inoti pumbwa (need, be lacking). Mamwe mazwi: oshitai (n. branch) kureva davi.
  • Kwanyama inoti oshilongo (n. place) kureva nzvimbo.
  • Kwanyama inoti teka (v. fetch water) kureva kuteka mvura.

Mamwe Mashoko chinjirudza

  • Kwanyama inoti shuna (v. go back) kureva masunda. Mamwe mazwi: okupangela (v. rule).
  • Kwanyama inoti yela (clean) kureva kuyera?. Mamwe mazwi: okupangela (v. repair).
  • Kwanyama inoti oshana (n. seasonal water pan). Mamwe mazwi: tota (v. begin) kureva kuvamba.
  • Kwanyama inoti oilonga (n. work) kureva basa. Mamwe mazwi: popepi (adj. near) kureva pedyo.
  • Kwanyama inoti fikama (stop, stand firm). Mamwe mazwi: tete (adj. first) kureva chekutanga.
  • Kwanyama inoti denga (v. beat) kureva kurova. Mamwe mazwi: nhuka (jump) kureva kusvetuka.
  • Kwanyama inoti laula (adj. blue) kureva blu. Mamwe mazwi: ombila (n. grave) kureva guva.
  • Kwanyama inoti osipundi (n. stool; chair) kureva chigaro. Mamwe mazwi: omutumba (n. abode, residence) kureva pamba.

[1]

  1. "Archive copy". Archived from the original on 2023-09-08. Retrieved 2023-09-08.