Kunwa (to drink) zvinoreva kukwevera mukanwa mvura kana chime chinenge mvura - chingava mukaka, maheu, kana chimwewo chinwiwa.

Mamwe MazwiEdit

Mazwi eBantuEdit

  • Baila vanoti shakunwa (n. beverage) kureva chekunwa.
  • VaGungu vanoti kunywa (drink) zvichireva kunwa. VaDigo vanoti kunwa (drinking) vachireva kunwa.
  • VaGungu vanoti kunywa (absorb, take in liquid from surrounding space or surface) zvichireva kunwira.
  • VaTiriki vanoti kung'wa (to drink) vachireva kunwa.