Gbeya mutauro unowanikwa kuCentral African Republic.

  • Gbeya inoti bere (n. breast) kureva zamu.
  • Gbeya inoti fii (dark; poor visibility) kureva kusvipa.
  • Gbeya inoti biyam (my friend) kureva shamwari yangu. Fananidzai nokuti mabiyangu.
  • Gbeya inoti zok (v. to see) kureva kuona. Fananidzai nokuti kudzvokora.
  • Gbeya inoti biya (n. comrade).
  • Gbeya inoti koyi (the squirrel) kureva tsindi.
  • Gbeya inoti zawa (n. peanut) kureva nzungu.
  • Gbeya inoti gara (n. yard, space in front of house) kureva chivanze.
  • Gbeya inoti nu (n. ground, earth). Fananidzai nokuti panhu.
  • Gbeya inoti tom kana tom-a (v. to send) kureva kutuma.
  • Gbeya inoti kam (n. food) kureva kudya.
  • Gbeya inoti dali (to reveal).
  • Gbeya inoti ââra (the old one). Fananidzai nokuti harahwa.
  • Gbeya inoti koro (n. rain clouds; rain).
  • Gbeya inoti kororo (n. very black).
  • Gbeya inoti kusâra (to work) kureva kushanda.
  • Gbeya inoti gun (n. base of tree). Mamwe mazwi: am-â (v. to suck at breast) kureva kuyamwa.
  • Gbeya inoti sôkâ (n. knowledge) kureva ruzivo.
  • Gbeya inoti ri-bere (n. milk) kureva mukaka.
  • Gbeya inoti foyo (n. shame). Mamwe mazwi: e foyo (n. to shame). Fananidzai nokuti rufoyo.
  • Gbeya inoti mo-foyo (n. sex organs (lit. thing of shame) kureva nhengo dzesikarudzi.
  • Gbeya inoti kote (n. specialist) kureva mazvikokota.
  • Gbeya inoti ro-â (v. hit with a flying object such as a stone).
  • Gbeya inoti mbora (n. law, instruction).
  • Gbeya inoti sok-â (v. to mature; to become old) kureva kuyaruka.
  • Gbeya inoti sana (n. middle) kureva pakati.
  • Gbeya inoti wi-ré (n. person) kureva munhu.
  • Gbeya inoti nam (n. relative) kureva hama.
  • Gbeya inoti tôn (salt) kureva munyu.
  • Duramazwi remutauro uyu rinowanikwa pa webonary.org.