Tsindi, shindi kana chidzororo (Squirrel in English) imhuka yemusango ine chimiro chinenge chetsuro asi iri diki pane tsuro. Tsindi inogara mumuti uye ine muswe wakareba pane wetsuro. Tsindi ine ruvara rushava (brown). Mhuka iyi inodya michero yesango, midzi, nemashizha akasiyana-siyana.

Paraxerus cepapi00.jpg

Kune vamwe vanhu vanodya tsindi.

Mitauro yeBantuEdit