Kuteka mvura

Kuteka mvura (draw water) zvinoreva kuchera mvura mutsime, mugodhi kana mugoro.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaGiryama neVaDigo vanoti ku-heka madzi (to draw water) kureva kuteka mvura. Zvinoita sokunge vanoshandisa h pamamwe mazwi atinoshandisa t.
  • VaKongo neVaHerero vanoti kuteka (to dip a vessel into water inorder to fill it, draw water) kureva kuteka mvura. VaFwe vanoti kuteka (v. to fetch).
  • VaZigula vanoti kuteka (fetch, get, scoop; to draw water) kureva kuteka. Mamwe Mazwi: kutekera (to fetch for, get for, scoop for) kureva kutekera.
  • Yao inoti kuchuwika (to dip a vessel into water) kureva kuchuhwa. Nyanja inoti chuwa (dip) kureva kuchuhwa. Kimbundu inoti kuteka kureva kuteka mvura.