Namibhiya

(runangakatsva kubva kuNamibia)
Rudhende rwe Namibhiya
National motto: Unity - Liberty - Justice

Namibhiya (kureva Namibia) kana Namibhia, pachihofisi inonzi Rudhende rwe Namibhiya inyika iri kuchamhembe kwakadziva kumadokero kweAfurika inoita muganhu neGungwa re Atlandiki kumadokero kwayo. Nyika dzinoganhurana neNamibhiya dzinoti: Angola neZambia kumaodzanyemba, Vutswana kumabvazuva neAfurika Chamhembe kuchamhembe nekumabvazuva. Pakati peZimbabwe neNamibia pane nhambwe yemamita 200 iyi nzvimbo iri murwizi. Namibhiya yakawana rusununguko kubva kuhutongi hweAfurika Chamhembe musi wa 21 March 1990 izvi zvichitevera Hondo yerusununguko yeNamibia. Guta guru renyika iyi rinonzi Windhoek.Rimwe guta riri kumahombekombe eGungwa re Atlandiki rinonzi Walvis Bay.

Vanhu vekuNamibhiya vanonzi Vanambhiya uye munhu mumwechete anonzi Munambhiya/Munambhia.

Mitauro ye Namibhiya chinjirudza

Mitauro inotaurwa muNamibhiya inosanganisira Chiherero, Chiovambo (Oshiwambo), Chibhunu, Chindonga (Oshindonga).

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze