Maodzanyemba

Maodzanyemba (north kuChirungu): Iri idivi rekurudyi kwemunhu kana akatarisa kunovirira zuva (kumavirazuva kana kuti kumadokero). Ku maodzanyemba kwakapesana nokuchamhembe.

Mamwe MazwiEdit

Vatauri veChiNdau vanoti dera kutaura maodzanyemba. Iri izwi riri nani takatarisa nhau yekuti maDuramazwi akare ane makakatanwa pakududzira kuti maodzanyemba idivi renorth kana resouth.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaChewa vanoti mpoto (north). Xilenge vanoti vulenge (n. north).
  • VaTonga vanoti kunyika (n. north) vachireva kumaodzanyemba. VaZigula vanoti chibura (in the north).
  • Xilenge vanoti vulenge (n. north). Mamwe mazwi: vulambwi (n. south).
  • Xilenge vanoti vutonga (n. east). Mamwe mazwi: vupemba (n. west).