Maodzanyemba
(Redirected from Dera (divi))
Maodzanyemba (north kuChirungu): Iri idivi rekurudyi kwemunhu kana akatarisa kunovirira zuva (kumavirazuva kana kuti kumadokero). Ku maodzanyemba kwakapesana nokuchamhembe.
Mamwe MazwiEdit
Vatauri veChiNdau vanoti dera kutaura maodzanyemba. Iri izwi riri nani takatarisa nhau yekuti maDuramazwi akare ane makakatanwa pakududzira kuti maodzanyemba idivi renorth kana resouth.