Kumusoro

(Redirected from Padera)

Kumusoro (Above, on top, to the north).

Mamwe MazwiEdit

Mitauro yeAfrikaEdit

  • Mandinka vanoti kaη (on; on top) kureva pamusoro. Fananidzai nokuti rukangarahwe?
  • VaTonga vanoti kutala kana atala (above). VaTonga vanoti etala (on the top).
  • Kimbundu vanoti mutala (n. face; on the top) kureva kumeso kana pamusoro.
  • Mang'anja vanoti mwamba kana pamwamba (above). Mang'anja vanoti chamwamba (one above the other).
  • Kishambala vanoti ulanga (up, top). Kishambala vanoti ulanga wa (above). Kugendesha ulanga - (to ascend).