Kuuzuru

Kuuzuru zvinoreva (above, upwards) kudenga kana kumusoro zvichibva pagerwe neaari kutaura wacho.

Kurerutsa MutauroEdit

  • Kumusoro (atop; at the top; above) kureva kudenga.
  • Kuuzuru kwemba kwaiva nomureza
  • Muimbi akaimba achiti Mwari muri zuva redu rinopenya pauzuru.

Kuumba MutauroEdit

  • Kune izwi rokuti kutura (to put down, to deposit) rinoreva kuisa pasi.
  • Ko izwi rokuti kuzuruka (to go upwards) ririko here?

Mitauro yeBantuEdit

  • Lenje vanoti kujulu kana mujulu (at the top; up; above, on high; over; aloft) kureva kudenga. *VaTaabwa vanoti kuulu (adj. to the sky; up) kureva kuuzuru.
  • Giryama vanoti dzulu (above, aloft) kureva padenga kana kudenga. VaYao vanoti kwinani (on the top; above; heaven) kureva padenga kana kudenga.
  • VaHerero vanoti kombanda (above, aloft, upon, over) kureva padenga kana pauzuru. Sokuti eyuva ri ri kombanda yetu - zuva riri pamusoro pedu.
  • VaHerero vanoti kombanda (on the top, on the covering, surface, upper part) kureva padenga kana pauzuru. Sokuti kombanda y'ondyuo - pamusoro pemba.
  • VaYao vanoti kwiwanda (down the stream; downwards) kureva zasi kana kuzasi. Vatauri vaUmbundu vanoti tuluka (descend) kureva kuturuka.