Mandinka kana Mandingo mutauro unowanikwa kuSenegal, Guinea, Guinea Bissau, Gambia.

Mazwi Anotodza Shona chinjirudza

  • Mandinka vanoti baabaa (n. father) kureva baba.
  • Mandinka inoti bumburungo (n. the whole) kureva mhumburu.
  • Mandinka inoti ceeni (n. chain, bracelet) kureva cheni.
  • Mandinka inoti doloo (n. palm wine, beer, alcohol) kureva doro.
  • Mandinka inoti fara (v. to tear; to cut) kureva kubvarura.
  • Mandinka inoti kuma (v. to sound) kureva kurira. Fananidzai nokuti kukuma kwemombe?
  • Mandinka inoti yirika (to count) kureva kuverenga.
  • Mandinka inoti basoo kana basa (n. mat).
  • Mandinka inoti taki (to strike) kureva kurova.
  • Mandinka inoti tamoo kana tamaa (n. cheek) kureva dama.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Mandinka inoti baara (v. to work, to hoe) kureva kushanda.
  • Mandinka inoti bala (n. porcupine) kureva nungu. Mamwe mazwi: bala (beside; on; attached to).
  • Mandinka inoti bala (n. body) kureva muviri.
  • Mandinka inoti jana (over there). Mamwe mazwi: jaŋ (here; this place).
  • Mandinka inoti naala (before; presence). Mamwe mazwi: koto (under).
  • Mandinka inoti duuma (down, bottom, under). Mamwe mazwi: naato (front).
  • Mandinka inoti daa kana dadaa (v. to make, to fix) kureva kugadzira.
  • Mandinka inoti daa (n. place; direction) kureva nzvimbo. Mamwe mazwi: daala (besides; near).
  • Mandinka inoti bulu (n. arm, hand) kureva ruwoko.
  • Mandinka inoti caasi (n, sweatheart) kureva mudiwa.
  • Mandinka inoti dingo (n. child) kureva mwana.
  • Mandinka inoti bambara (n. pumpkin) kureva manhanga.
  • Mandinka inoti bemba (n. head, ancestor) kureva m.
  • Mandinka inoti bere (n. rock, stone) kureva dombo.
  • Mandinka inoti doo (n. work) kureva basa.
  • Mandinka inoti dungare (n. mirror).
  • Mandinka inoti fasoo (n. pap) kureva sadza. Mamwe mazwi: fasa (to be thick).
  • Mandinka inoti feere (v. to plan; to scheme) kureva kuronga. Mamwe mazwi: fiiri (v. to trade).
  • Mandinka inoti jalaa kana jawale (n. copper, brass).
  • Mandinka inoti jata (n. lion) kureva shumba.
  • Mandinka inoti kara (n. side) kureva rutivi.
  • Mandinka inoti kemboo (n, charcoal) kureva marasha.
  • Mandinka inoti kenye (n. sand) kureva jecha.
  • Mandinka inoti komboo (n. dew; mist) kureva dova.
  • Mandinka inoti kongoo (n. baboon) kureva gudo.
  • Mandinka inoti kotoo (n. elder brother) kureva mukoma.
  • Mandinka inoti kuruwo (n. orange colour).
  • Mandinka inoti maafango (n. direction) kureva kudivi.
  • Mandinka inoti maariyo (n. owner; master) kureva mwene.
  • Mandinka inoti mara (v. to rule) kureva m.
  • Mandinka inoti nyaa (n. eye) kureva ziso.
  • Mandinka inoti nyingo (n. teeth) kureva mazino.
  • Mandinka inoti nyong (n. sort; kind). Mamwe mazwi: kara (n. side, part, area).
  • Mandinka inoti taama (n. to walk, to travel) kureva kufamba.
  • Mandinka inoti tambi (v. to pass). Mamwe mazwi: tambilaa (n. passer-by).
  • Mandinka inoti teema (in the middle; between) kureva pakati.
  • Mandinka inoti tongo (nape of neck) kureva gotsi.
  • Mandinka inoti waati (n. time) kureva nguva. Mamwe mazwi: wara (to be big).
  • Mandinka inoti yanka (to float) kureva kuyangarara.

[1] [2] [3].

  1. https://www.smcm.edu/gambia/wp-content/uploads/sites/31/2015/03/gamble-21.pdf
  2. https://fsi-languages.yojik.eu/languages/PeaceCorps/Mandinka/Peace%20Corps%20Mandinka%20Grammar%20Manual.pdf
  3. https://resourcepage.gambia.dk/ftp/mandinka.pdf