Ruwoko (arm in English) ndiyo nhengo inobuda kubva pamutumbi wemunhu yatinotakura nayo zvinhu.

  • Nyara (hands) apa kureva mawoko kururimi rweChiNdau. Paumwe nepakuwanda tinoti nyara.
  • Ruchechete (collar bone).
  • Kumbandidza (Grip firmly) Akati musika webadza mbandi nembato: he gripped the spike-head of the hoe with the tongs.

Tsika Chinjirudza

  • Chinopa mawoko; muromo haupi.
  • Ane ruwoko rwekurima mbambaira.
  • Ane ruwoko - kureva kuti anoba.
  • Ane ruwoko rwegudo - kureva kuti anonyanya kurova vana.
  • Vairima nechibhakera: they used to turn the soil by hand (i.e using hoe). Shoko iri ringagona kushandiswa kuturikira inonzi manual or manually kuEnglish. Vamwe vatauri vanoti huri kana tsiva kureva chibhakera.
  • Miruka, umirudze murumbwana, umutengure munyara dzako; ngokuti ndinozomuita dzinza guru.: Get up, lift the boy up, and hold him tightly in your hand, because I am going to make him a great nation (Genesis 21:18 Bhaibheri reChiNdau).

Kupeta mawoko Chinjirudza

  • Kugumbatira kana kugumbata (clasp hands across chest) zvinoreva kupeta mawoko akabata mapendekete - rudyi ruchibata kuruboshwe, ruboshwe ruchinobata bendekete rorudyi.????
  • Kupfumbatira zvinoreva kubata chinhu wakavharira muchanza.
  • Kufunyisa zvinoreva kupeta mawoko akabata pachipfuva.
  • Kufungatira (to embrace).
  • Kubungatira kana kufungatira zvinoreva kupeta mawoko akabatana pachawo - kana kunge wakabata chinhu iwo mawowko akarongeka nenzira iyoyi.
  • Kutambanura (hold out hand) zvichireva kutambanudza ruwoko ruchiunzwa pamberi, pemunhu.
  • Hwenze (back between shoulders) akatakura mwana pahwenze pake.

Mitauro yeAfrika Chinjirudza

  • VaKikuyu vanoti gwoko, kuoko kana maoko pakuwanda (n. hand) kureva ruwoko.
  • VaLenje neVaGiryama mukono (arm, forearm, hand) vachireva ruwoko. VaChewa vanoti mkono kana nkono (an arm, forearm) kureva ruwoko.
  • Swahili neLuganda vanoti mkono (hand or arm; sleeve) kureva ruwoko. VaMaconde vanoti nkono kana makono (hand, arm) kureva ruwoko.
  • Herero vanoti oku-oko kana e-kono (n. arm) kureva ruwoko. MaZulu vanoti umkhono (Arm, forearm) kureva ruwoko.
  • Zigula vanoti lugasa kana magasa (n. hands) kureva mawoko. Mamwe mazwi: kutowa magasa vachireva kuwombera mawoko.
  • Uyo Ibibio vanoti ubok (n. arm and/or hand; handle; power, strength, ability) kureva ruwoko.