Mapendekete

Mapendekete (Shoulders) zvinoreva mapfupa panova pakabatira mawoko nechekumusoro.

Mamwe MazwiEdit

  • Hwenze (Part of back from shoulder-blade to shoulder-blade).
  • Dyodzi kana madyodzi (Hollow at side of collar-bone).

Mitauro yeBantuEdit