Kuronga
Kuronga (planning; to arrange) zvinoreva mabasa anoitwa ekubvunza nokunyora pasi zvinodiwa kuti chiitiko chiri mberi chinge chichibudirira.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaYao vanoti kulonga (to place articles together into a vessel or basket; to gather grass and weeds into heaps in the garden).
- Basotho vanoti moralo (n. plan) vachireva kuronga. Katauriro kavo: morena (n. chief) vachireva Ishe.
- Kimbundu vanoti -longama (v. agroup, classify, cluster, bracket, bunch) vachireva kuronga mapoka.
- Mambwe vanoti -longolola (to unpack loads, boxes, etc) kurongonora. Zigula vanoti kulonga (to speak, to say).
- Herero inoti rongera, oku-rongera (v. equip; get ready for a journey or war; arm; accoutre - to equip for war; array).
- Maore vanoti urongoa (v. say, speak).