Chimaore

(runangakatsva kubva kuMaore)

Shimaore mutauro weBantu unowanikwa kuMayotte.

Mazwi Anotodza Bantu

chinjirudza
  • Maore inoti baba (n. dad; father) kureva baba.
  • Maore inoti koko (n. grandmother) kureva gogo.
  • Maore vanoti uso (n. face) kureva uso. Maore inoti mwaha (n. year) kureva gore.
  • Maore inoti mabele (n. breasts) kureva mazamo. Maore inoti utsahua (v. choose) kureva kushara.
  • Maore inoti shilevu (n. chin) kureva chirebvu. Maore inoti -titi (adj. small; petit) kureva diki.
  • Maore inoti mimba (n. belly) kureva mimba. Maore inoti muhogo (n. cassava) kureva mufarinya.
  • Maore inoti dzitso (n. eye) kureva ziso. Maore inoti muwa (n. sugar cane) kureva nzimbe.
  • Maore inoti dzinyo (n. tooth) kureva zino. Maore inoti mupapaya (n. a pawpaw tree) kureva mupopo.
  • Maore inoti nanasi (n. pineapple) kureva chinanazi. Maore inoti munadzi (n. a coconut tree).
  • Maore inoti ndrimu (n. lemon) kureva lemoni. Maore inoti mulimu (n. a lemon tree) kureva mudimu.
  • Maore inoti buyu (n. baobab fruit) kureva makuyu. Maore inoti mufenesi (n. jackfruit tree).
  • Maore inoti uruka (v. jump). Maore inoti vua (n. rain) kureva kunaya mvura.
  • Maore inoti ulala (v. to sleep) kureva kurara. Maore inoti kawaja (v. they did not come).
  • Maore inoti umedza (v. swallow) kureva kumedza. Maore inoti muhono (n. hand) kureva ruwoko.
  • Maore inoti m'beli (adj. in front of) kureva kumberi. Maore inoti mubuyu (n. a baobab tree) kureva muwuyu.
  • Maore inoti shifuba (n. chest) kureva chipfuva. Maore inoti ulindra (v. to wait for; to expect) kureva kurindira.
  • Maore inoti domu kana malomo (n. lip) kureva muromo. Maore inoti nguo (n. garment) kureva nguo.
  • Maore inoti tsano (n. five) kureva shanu. Maore inoti nguo (n. garment) kureva nguo.
  • Maore inoti ndovu (n. elephant) kureva nzou.
  • Maore inoti Mungu (n. God) kureva Mwari.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Maore inoti bababole (n. father's elder brother) kureva babamukuru. Maore inoti babatiti kureva babamudiki.
  • Maore inoti pembe kana mavembe (n. nostril) iburi remhuno. Maore inoti mupaka (n. a border, a limit) kureva muganhu.
  • Maore inoti savu kana masavu (n. cheeks, jowl) kureva matama. Maore inoti muro (n. a river) kureva rwizi.
  • Maore inoti nyele (n. hair) kureva vhudzi. Maore inoti mwanamtsa (n. a young person, a child, a kid).
  • Maore inoti pwera (n. guava) kureva gwavha. Maore inoti mutsumba (n. bachelor).
  • Maore inoti balandzi (n. mandarine) kureva nachisi. Maore inoti mukoɓa (n. a bag) kureva bhegi.
  • Maore inoti utsini (n. below) kureva kutsi. Maore inoti mweneji (n. a villager) kureva mubanze pamusha.
  • Maore inoti niuma (adj. behind) kureva kumashure. Maore inoti mutsuzi (n. a sauce) kureva muto.
  • Maore inoti utsua (v. to undress) kureva kupfekenura. Maore inoti mulango (n. a door) kureva dhowo.
  • Maore inoti uzinga (v. turn, rotate, spin). Maore inoti mwenewe (n. an owner) kureva mwene.
  • Maore inoti udunga, dunga (v. follow, pursue) kureva kutevera. Maore inoti mukandra (n. a belt) kureva bhande.
  • Maore inoti uzina (n. dance) kureva kudzana. Maore inoti mulingo (n. a ladder) kureva manera.
  • Maore inoti uela (v. swim) kureva kushambira. Maore inoti muɓwa (n. a bone) kureva bvupa.
  • Maore inoti ujadza (v. fill up; fulfill) kureva kuzadza. Maore inoti mukataba (a contract, a promise) kureva chibvumirano.
  • Maore inoti dzima (v. erase) kureva kudzima. Maore inoti muvumo (n. buttock) kureva magaro.
  • Maore inoti mufumo (n. week) kureva vhiki. Maore inoti mushia (n. a tail) kureva muskwe.
  • Maore inoti mwezi (n. month) kureva mwedzi wegore. Maore inoti mupango (n. a project) kureva chipangano?.
  • Maore inoti towa (v. subtract, take off) kureva kubvisa. Maore inoti mwenge (n. electricity, light) kureva mwenje.
  • Maore inoti mutsala (adj. thin; slender; slim). Maore inoti shashi (adj. rare; little).
  • Maore inoti mutronga; tronga (adj. big, fat). Maore inoti mwangavu; mangavu, dzangavu (adj. hard; difficult; tough).
  • Maore inoti mwaɗe; dziwaɗe; ndziwaɗe (adj. sick). Maore inoti muovu, ɓovu, maovu, mbovu (adj. bad).
  • Maore inoti rema (v. hit) kureva kutema - sokuti kutema nedombo. Maore inoti vinga (v. carry) kureva kutakura.
  • Maore inoti ɓole (adj. large). Maore inoti maɓawa (n. wings).
  • Maore inoti ndjeu (adj. white) kureva huchena.
  • Maore inoti ndzidu (adj. black) kureva hutema.
  • Maore inoti ndzukundru; mukundru (adj. red) kureva tsvuku.
  • Maore inoti bile (adj. blue) kureva [[blu][.
  • Maore inoti mrututu (adj. green) kureva grini.
  • Maore inoti dzindzano (adj. yellow) kureva shora?.
  • Maore inoti marundra (adj. orange) kureva orenji.
  • Maore inoti zambarao (adj. violet).
  • Maore inoti waili (n. two) kureva mbiri.
  • Maore inoti wararu (n. three) kureva nhatu.
  • Maore inoti wanne (n. four) kureva ina.
  • Maore inoti watsano (n. five) kureva shanu.
  • Maore inoti manane (n. eight) kureva sere.
  • Maore inoti kumi (n. ten) kureva gumi.
  • Maore inoti mia (n. hundred) kureva zana.
  • Maore inoti nusu (n. half) kureva hafu.
  • Maore inoti robo (n. quarter) kureva kwota.
  • Maore inoti laki (n. million) kureva milioni.

[1] [2]

  1. https://www.ac-reunion.fr/fileadmin/ANNEXES-ACADEMIQUES/02-MISSIONS-ACADEMIQUES/mission-CASNAV/Formation/Sensibilisation_aux_langues_indianoceaniques/NISUSOMA_SHIMAORE.pdf
  2. https://theswissbay.ch/pdf/Books/Linguistics/Mega%20linguistics%20pack/African/Niger-Congo/Bantu/Shimaore%2C%20Manuel%20Grammatical%20de.pdf