Nzimbe (sugar cane) imhando yehuswa hunorimwa hunotapira. Dzimbe dzinosvinwa muto wadzo uchigadzira tsvigiri uye ndiyo yezvimwe zvirimwa vino gadziriswa tsvigiri. Zvimwe zvacho zvino sanganisira beetroot nechibage.

Sugar cane madeira hg.jpg

MuZimbabwe nzimbe dzinorimwa zvakanyana kuChiredzi kuMasimo anonzi Hippo Valley, Triangle neMkwasine dzichi rimirwa mari (commercial) asi dzimba zhinji kusanganisira dzemumaguta dzino rimawo nzimbe dzeku tsenga iyo inova tsika yevanhu vemuZimbabwe.

Mamwe MazwiEdit

  • Nhango (segment of cane sugar stem).

Mitauro yeBantuEdit

  • VaNyungwe vanoti ndzimbe (n. sugar cane) kureva nzimbe.
  • VaChewa vanoti njimbe kana nsimbe (sugarcane) kureva nzimbe.
  • Vatauri veLingala vanoti kotanga (to count, to read, to study) kureva kuverenga.
  • VaKongo vanoti tanga (v. read, count, enumerate, study) kureva kuverenga.
  • Vatauri veLuganda vanoti bala (count, calculate, reckon), kureva kurava.