Muganhu

Muganhu (Boundary, extremity) zvinoreva kwakaperera ndima kana nzvimbo iri kutaurwa nezvayo. Vamwe vatauri vanoti mudzivo kana kuti mapeto.

  • Mudzivo (Boundary. 2. Extremity).
  • Mapeto (boundary of a country or field).

Kurerutsa MutauroEdit

  • Ndiani anoziva mudzivo wenyika?
  • Zimbabwe ine muganhu pamwe neZambia.
  • Wokumudzivo ngaauye pakati: will the one at the end of the line please come to the middle.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaDigo vanoti mphaka (border, boundary, limit) vachireva muganhu.