Babamunini
(runangakatsva kubva kuBabamudiki)
Babamunini kana babamudiki (father's younger brother) zvinoreva munin'ina wababa nyakubereka. Mukutaura wekupfupisa vamwe vanoti bamunini kana bamudiki.
Humwe Hukama
chinjirudza- Murume akaroora munin'ina wemukadzi wako anodanwa kunzi babamudiki zvakare.
- Murume akaroora munin'ina waAmai vako anodanwa kunzi babamudiki zvakare.
- Murume akaroora mwana wehanzvadzi yaAmai vako anodanwa kunzi babamudiki.
- Murume akaroora mwana wehanzvadzi yemukadzi wako anodanwa kunzi babamudiki zvakare.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- MaZulu vanoti ubaba omncane (father's younger brother) kureva babamunini.
- VaLenje vanoti wunini (smallness; fewness, thinness; lack) kureva hushoma; hutete; kana kushayiwa.
- Kikuyu inoti baba munyinyi (n. uncle). Mamwe mazwi: nini kana nyinyi (small) kureva ndiki kana mudiki.
- VaBemba vanoti nini (little) kureva: duku.
- Zigula vanoti tate mdodo kureva babamunini. VaKikuyu vanoti baba munyinyi kana babawakeri (n. uncle) kureva babamunini.