Chirebvu

Chirebvu (chin) kureva chikamu chemuviri chiri zasi kwemuromo uye kumusoro kwemutsipa.

Chirebvu chemurume

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu neMaXhosa vanoti isilevu (chin; beard) kureva chirebvu.
  • Baila vanoti chilevhu (chin) kureva chirebvu.
  • VaZigula vanoti chirevu kana kilevu (chin) kureva chirebvu.
  • VaNyoro vanoti kalevu (chin) kureva chirebvu.