Shoko rokuti hutema riri kushandiswa pano kureva ruvara rwechinhu chitema.

Mamwe MazwiEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu vanoti -mnyama (black, dark in colour) vachireva hutema. Sokuti: ingubo emnyama (black cloth) kureva jira dema. Giryama vanoti ki-iru (black).
  • MaZulu vanoti fipha (ideo. of dullness, dimness, obscurity, darkness) inyaudzosingwi yekusvipa. Mamwe mazwi: fiphala (v. Be dull, dim, dark, obscure ; cloud over ; fade).
  • VaNyungwe vanoti cisvipa (Black) kureva chisvipa. VaShambala vanoti shize, mushize, washize (Black). Nsenga vanoti fipizhya (v. make black) kureva kusvipisa.
  • VaFipa vanoti cafita kana iciluku (black) kureva hutema kana chitema. VaNyika vanoti injiru (black) kureva hutema kana chitema.
  • VaNyakyusa vanoti nditu kana ubutitu (Black) kureva hutema. XiRonga vanoti ya-ntima (n. blackness) kureva hutema.