Tema (ruvara)

(runangakatsva kubva kuNhema (Ruvara))

Tema (kureva black) kana dema, nhema ndiwo ruvara unowanikwa paye pasina chiedza chakazara kana kukwana nyangwe chinoonekwa[1]. Asi mavara matema akati siyanei neruvara nhema nekuti anechiedza chinoonekwa, asi chiedza chirimbijana.

ruvara rutema

Vambo rezita chinjirudza

zita reruvara rutema rine mazita akasiyana uye rinotsanangurwa zvakasiyana.

  • Kusvibira = sviba, svipa, svipira, fipa

Asa zvakanaka kuzivisana kuti mashoko aya anoshandiswa kutsanangura mavara ese akasvibira zvichireva zerere (kunyanya yakasvibira, ungu (yakasvibira) uye hute kana tsvuku yakasvibira)

Iro shoko rekuti nhema rine runhetembo (poetic), rinoreva futi kuti manyepo (lies) rinoshandiswa se zvakadai:

  • Anoreva nhema ('he/she tells lies' kana kuti 'he/she tells black words')

Zvakaipa nezveshoko iri ndezvekuti rinozivikanwa seruvara rwakaipa, runosanganiswa nerufu, munyama uye kunyepa - asi ndiro ruvara rweganda rwevanhu vatema futi. Mukudzidza muruambanzanga (siciology) chidzidzo chemagariro evanhu munovana kuti mazivirwo anoita ruvara rutema runobatanidzwa nevanhu vane ganda racho. Zvichioneka muhunhu hwakaita se rusaruramuvara (coloursim).

Mabvute emuvara chinjirudza

Tafura ye mivara itema
Ruvara/bvute Enzano Khodhi Chingezi vambo rezita
Ntema #000100 vantablack; blackest black
Tematema #0A0A0A Jet black
Tema #000000 Black
onishi #030104 onyx black muchitsonga x ndi sh; shona hayina x.
rdzvipu #020403 obsidian black
vunzvi #483C41 Pitch black
dema #555D50 ebony black
rasha #28231D charcoal black

Zvinhu zveruvara rutema chinjirudza

Mavara matema. chinjirudza

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. "Definition of achromatic". Free Dictionary. Archived from the original on August 17, 2015. Retrieved August 30, 2015