Gunguwo

(runangakatsva kubva kuGunguo)

Gunguwo (crow) ishiri nhema inowanikwa musango inodya madzinde pamwe nenyama. Gunguwo rinowanikwa muAfrica, Europe, Asia, North America.

Gunguwo ishiri yakachenjera fani inokwanisa kuita zvakachenjera - painovhura kana kukudubura mabhini mumisha munogara vanhu uchenjeri hwayo hunoonekwa. Kune mhando yegunguwo inowanikwawo kunyika dzinotonhora dzeEurope neNorth America, aya makunguwo anogara kunyika idzodzo mumwaka we chando.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

Tsumo chinjirudza

  • Gunguo rinodya mbamba, rino muchero waro. The pied crow eats groundnuts; that is its fruit.
  • Gunguo rakaramba kumirira museve rikapona nehwakumukwaku. The crow refused to wait for an arrow and escaped by hopping.

Mitauro yeBantu chinjirudza