Hutsvuku
Tarisai futi peji re Muvara uye Mazita e mavara
Hutsvuku (Nge: Shades of red; redness) kana mavara matsvuku zvinoreva mavara matsvuku ndivo mavara ari tsvuku (kana dzvuku) ne ranjisi nemamwe zvinoreva ruvara rwakaita seropa.
Tsananguro
chinjirudzaMavara aionekwa muzvikamu zvina: zvitsuku (ranjisi netsvuku), zvitema (tema, ungu, ne zerere), zvichena (chena, pfumbu nehuroro) ne zvitsvuku futi (zvitsvukutsvuku se; hute, kiwani, farata/vhiore).
Kurerutsa Mutauro
chinjirudzaTafura ye mabvute e mavara matsvuku
chinjirudzabvute ye ruvara | Enzano | khodhi | chingezi | MABV. |
---|---|---|---|---|
tsvuku | red | |||
dzvuku | deep red, crimson | |||
hleri, sheri | cerise/cherry | |||
wayini; mbiringa | wine; merlot | |||
sutso (tsutso; suso) | scarlet | |||
rubhi | ruby | |||
chichiri; tsikiri | mahoganny | [1] | ||
sangiriya | sangria | |||
ranje | vermillion | |||
svundu | rufous, brown-red | |||
shava | light reddish-brown | |||
nundu | maroon | |||
java | auburn, | |||
burgundy |
Mavambirwo emazita
chinjirudzaRED
tsvuku/dzvuku
CERISE/CHERRY RED
hleri, sheri
WINE RED
wayini/mbiringa
- (kubva ku Chingezi wine, uye Chivanhu chedu muzambiringa - grape tree)
SCARLET RED
tsutso; suso; sutso
- (kubva kuruvara rwe mashizha munguva ye mwaka wa matsutso)
RUBY
rubhi
MAHOGANNY
chichiri; tsikiri
- (kubva kuzita remuti we mahogany unonzi -> Muchichiri [1] muchishona)
SANGRIA RED
sangiriya
VERMILLION
ranje
RUFOUS
svundu
- kutora izwi reChikaranga rinotauro ruvara rwe mbise wakaita kakutsvuka (rusty-reddish-brown)
MAROON
nundu
BURGUNDY
shava
AUBURN
java
Mitauro ye Afurika
chinjirudza- VaTsonga vanoti tswuku (adj. red) kureva tsvuku kana dzvuku.
- VaTonga vanoti salala (adj. red) kureva tsvuku. Bushong vanoti tola; lutola (adj. red clour) kureva tsvuku.
- VaSwahili vanoti kitu chekundu (red thing) kureva chinhu chitsvuku. Fananidzai nokuti dzvuku mukunde.
- VaHerero vanoti pyu (very red; the things are quite red) kureva tsvu-u.
- Yoruba inoti biri (entirely, completely). Korandje inoti biri (n. Blood). Fananidzai nokuti piriviri?
Zvinhu zveruvara tsvuku
chinjirudza-
Pink is a pale shade of red. Cherry blossoms in the Tsutsujigaoka Park, Sendai, Miyagi, Japan.
-
Crimson is a strong, deep red containing a little blue. The emblem of Harvard University.
Mabviro eruzivo
chinjirudza- ↑ 1.0 1.1 "Archive copy". Archived from the original on 2021-08-15. Retrieved 2021-08-15.
- ↑ Neufeldt, V.; Guralnik, D. B., eds. (1988). Webster's New World dictionary of American English (3rd college ed.). Cleveland: Webster's New World. ISBN 978-0131926592. OCLC 36197258. "A dark brown red."
- ↑ Stein, J., ed. (1975). The Random House college dictionary (Rev. ed.). New York: Random House. ISBN 978-0394436005. OCLC 1218492. "A dark brownish-red."