Hutsvuku

(runangakatsva kubva kuDzvuku)

Tarisai futi peji re Muvara uye Mazita e mavara

Mabvute emavara matsvuku

Hutsvuku (Nge: Shades of red; redness) kana mavara matsvuku zvinoreva mavara matsvuku ndivo mavara ari tsvuku (kana dzvuku) ne ranjisi nemamwe zvinoreva ruvara rwakaita seropa.

Tsananguro

chinjirudza

Mavara aionekwa muzvikamu zvina: zvitsuku (ranjisi netsvuku), zvitema (tema, ungu, ne zerere), zvichena (chena, pfumbu nehuroro) ne zvitsvuku futi (zvitsvukutsvuku se; hute, kiwani, farata/vhiore).

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza

Tafura ye mabvute e mavara matsvuku

chinjirudza
bvute ye ruvara Enzano khodhi chingezi MABV.
tsvuku red
dzvuku deep red, crimson
hleri, sheri cerise/cherry
wayini; mbiringa wine; merlot
sutso (tsutso; suso) scarlet
rubhi ruby
chichiri; tsikiri mahoganny [1]
sangiriya sangria
ranje vermillion
svundu rufous, brown-red
shava light reddish-brown
nundu maroon
java auburn,
burgundy

Mavambirwo emazita

chinjirudza

RED

tsvuku/dzvuku


CERISE/CHERRY RED

hleri, sheri


WINE RED

wayini/mbiringa

- (kubva ku Chingezi wine, uye Chivanhu chedu muzambiringa - grape tree)


SCARLET RED

tsutso; suso; sutso

- (kubva kuruvara rwe mashizha munguva ye mwaka wa matsutso)


RUBY

rubhi


MAHOGANNY

chichiri; tsikiri

- (kubva kuzita remuti we mahogany unonzi -> Muchichiri [1] muchishona)


SANGRIA RED

sangiriya


VERMILLION

ranje


RUFOUS

svundu

- kutora izwi reChikaranga rinotauro ruvara rwe mbise wakaita kakutsvuka (rusty-reddish-brown)


MAROON

nundu


BURGUNDY

shava


AUBURN

java

Mitauro ye Afurika

chinjirudza

Zvinhu zveruvara tsvuku

chinjirudza

Mabviro eruzivo

chinjirudza
  1. 1.0 1.1 "Archive copy". Archived from the original on 2021-08-15. Retrieved 2021-08-15. 
  2. Neufeldt, V.; Guralnik, D. B., eds. (1988). Webster's New World dictionary of American English (3rd college ed.). Cleveland: Webster's New World. ISBN 978-0131926592. OCLC 36197258. "A dark brown red." 
  3. Stein, J., ed. (1975). The Random House college dictionary (Rev. ed.). New York: Random House. ISBN 978-0394436005. OCLC 1218492. "A dark brownish-red."