Ungu (Ruvara)

Ungu (Chingezi: Blue) kana bhuruu, kana Bhuluu nderimwe ruvara pamwechete neHuroro uye tsvuku anozivikwa semavara ekutanga (primary colours).

Mavara maUngu
Denga ungu.

Zvinhu zvine ruvara ungu zvinosanganisa: denga ne mvura.

Muchikare yaiwanzonzi Fifu[1], kana tema uye pfumbu.

Mhando dzeruvaraEdit

Mavara eUnguEdit

 
Nangazira yemavara Ungu.

Mavara maUngu kana Bhuruu (shoko rinobva kuChingezi). Ruvara rweungu runodeedza kunzi ruvara tema nekuti bvute rayo harina kuchena sehuroro kana chena.

Ruvara Enzano Khodhi Chingezi[2] Vambo rezita
Fifu[3] #000080 Navy; Dark blue
arutramarini #120A8F Ultramarine

'beyond the sea'

darika/pfuura (beyond)

bhahari (sea)

Ijipita ungu #1034A6 egyptian blue
Safira #0F52BA Sapphire blue
Indigo #3F00FF Indigo
Getsi ungu; etsi #3137FD Electric blue [4]
Ungu #0000FF Blue
kobharuti ungu #0047AB cobalt blue
rapisi #004C94 lapis/deep blue
serurani #2A52BE cerulean blue
azuri #007FFF azure
ungu ye #87CEEB Sky blue ruvara serwedenga
ungu chena #ADD8E6 light blue
Siyeni #00FFFF Cyan
Terukosi #40E0D0 Turqoise
Tiro #008080 Teal
aigesi tiro #4E6E81 aegean teal αἶγες (aîges, “waves”)

Mabvute emavara maunguEdit

Ruvara Enzano Khodhi Chingezi[2] Vambo rezita
ungu se gungwa #4F42B5 ocean blue
ungu se usiku #191970 midnight blue

Mhando dzeruvara rweungu.

Mabviro eruzivoEdit

  1. 'A vocabulary of the dialects of Mashonaland in the new orthography' Peji 31. Yakatariswa: 24 Chikumi 2021
  2. 2.0 2.1 enwiki: Shades of blue
  3. 'A vocabulary of the dialects of Mashonaland in the new orthography' Peji 31. Yakatariswa: 24 Chikumi 2021
  4. enwiki: 1.2 Iridescent electric blue Electric blue (colour)